ZVAKATANGIRA PAKUPIWA MOTA INOFEMA NASTEP FATHER NDATAMBURA
Confessions time with tete soko TV
Subscribe
4,996 views
ZVAKATANGIRA PAKUPIWA MOTA INOFEMA NASTEP FATHER NDATAMBURA
Show more
20 Comments
@EllenVilakazi
6 days ago
First confession Tete Soko kana muine mubatsiri mwana uyo ngaatange abatsirwa asati audza mai bcz mbuya vanogona vakatanga kugadzira vabereki voke kuti vasateerere zvinotaurwa ne mwana
8
1 reply
@LoiceChizanga
6 days ago
Mrng aunty Soko n family ❤m first ha ha ha
2
@RuvimboNcube-y4d
6 days ago
First confession,, udza Mai vako
2
@Winnynyasha025
6 days ago
Maswerasei Tete soko newamwe wose wedare 🙏 ♥️. Mwanasikana uyu handioni kutaura kuwabereki kuchibatsira ,takutokumbirawo wane wabatsiri go back to sender ndoinopedza zvose totangira ipapo zvakunetsa muridzi Mwanasikana asunungurwa uuuuum ipenyu hwakaoma wedu weee.
1
@rolitarmoyana4521
6 days ago
Morning morning tete soko neteam rese pano
3
@Maikiki68
6 days ago
1st confession ngavangoyenda kunobatsirwa vese nemurume ,asati aita imwe mimba
1
@Maikiki68
6 days ago
Mrng tete Soko 🎉❤
@oliviatsindi1259
6 days ago
Tete soko ko hamuna kubata maoko wani mbinga ye Zim yakatisiya iyi
1
@princenyambe
3 days ago
Tete❤❤❤❤❤soko
@LovenessMugariri
6 days ago
Hey amai vako vakaoma vakatokuisa muhurombwa uhu nastepfather hey todiiiko Mwari woye tibatsirewo
1
@PrimroseMaheu-r9s
23 hours ago
Usaudze murume anokuramba ingofambirai nyaya makanyarara
@CynthiaChinheya-j7r
3 days ago
Imbo zama kuudza baba kuti ndiri kuda kupa muningina wangu abatsirike ne mota😢
@RuvimboNcube-y4d
6 days ago
Second confession baba vako varikuda kukuurayai shuwa. Dai watiza watsvaga kwekunobetserwa
1
@PreciousNyarufuka-h2c
6 days ago
Mwari dai vauraya varoi
@DoreenMtoti2
4 days ago
Hi tete soko and everyone
@LoiceChizanga
6 days ago
Vabereki musadaro mmmm
@EugeniaFumani-k8m
5 days ago
Ngaasaudza murume ngaaudze vabereki vagone kubetsera wose
@ShiellaKazai-c5v
6 days ago
kuchishawasha kwakarema
@AzagaiaPereira
6 days ago
Ngaudze vaberki vake zvese zvifumuke
@LovenessMugariri
6 days ago
Mamuka sei tete,1st confession hapana kusiri kufa enda unoudza vabereki vako ubatsirike vofamba newe,uuu mbuya vako muroyi mukuru sorry hako asi kudenga kuna Mwari anosunungura zvakasungwa newakaipa
1
Details
Related Videos
Comments
ZVAKATANGIRA PAKUPIWA MOTA INOFEMA NASTEP FATHER NDATAMBURA
Confessions time with tete soko TV
Subscribe
4,996 views
ZVAKATANGIRA PAKUPIWA MOTA INOFEMA NASTEP FATHER NDATAMBURA
Show more