Dear Cde! It's never too late to repent from today onwards. Just go to any trusted church confess to God. This will end and live longer nothing is impossible with God
2nd confess so it seems kuti our ancestors are alwys protecting us.like Chipp akaudzwa kuhope about Tman akazokwanisa kimutiza so vanozourayiwa ava vanenge vachi ignore masigns here
Vanhu vari kumusha ndivo vanozviurayisa nokuzotiurayisa futi nesuwo. Ini nditori nedambudziko kutaura kwatiri kuita kuno asi kwangu hakuna kufiwa. Ini ndiri kunyika ya Kwini na Kiny’i murume wangu ari kumusha asi kutaura kudai imhepo chete dzatiri kurwidzana nadzo mazuva ose. Ndikavataurira kuti zvandinenge ndakuitirarai, chikuru kana chidiki musataurira ani zvake asi ivo kwavanogara kwese, ku church hama neshari kwese vakaita mbiri yokuti ndakazvihwa nevamwe vanhu vaiva vasingandizivi vachittaurawo senyaya ndiri kuno ku UK 🇬🇧. Please 🙏 ndapota itirwai munyarare
It's never too late to repent from today onwards. Just go to any trusted church confess to God. This will end and live longer nothing is impossible with God