Imimi mambo musapote muchitonga vanhu nechitutsi. Kutukirira nekudzikisira vanhu hakusi ko kugona kutonga. Maka rafirwa rafurwa na lawyer uya musi uya makatadza kana kudaira mese namambo. Hakuna kana rimwe dare rinotongwa ne shauding serenyu iri. Kutonga Munogona asi kaku tukirira kamunoita kamwe hakaite. Tarisaiwo mamwe matare atinoonawo mamwe madzimambo ane mbiri yekutonga hava tukirire kana kudzikisira vanhu asi vanotonga zvakanaka. Regerai zvekutukirira vanhu mushandise tarenda renyu reku tonga zvakanaka. Munotonga chaizvo asi heyi pane padiki diki panotoita kaku shoresa imimi. Mamwe ma chinda aakuto torawo kahunhu kenyu. Asi mambo vaya vakuru kwamuri vasingauye pose pose vanotaura zvakanaka zvine hunhu. Kutonga munotonga chaizvo nekuenzanisa, and you are one of the best mambos, asi hii pane panoda kugadziriswa zvishoma.
Vabereki vemukadzi ndivo vasisade mkwasha vakuda umwe uyo chii chakadaro kutuma mukadzi wemunhu chero ari mwana wenyu vaidii kuti vaende vese I blame vana tezvara but kana paine vana manje vana ivavo vachaita ruvengo kunana Gogo vavo cause ndivo varikuparadza imba yaamai vavo