Varume 8 Vakauraya Munhu Kusanganisa Mwana waSabhuku Vouya Vega KuDare. Ngozi Yavasota Zvakaoma.

Nhimbe TV

Nhimbe TV

52,588 views

Vauya kuMberi kweDare vachida kugadzirisa nekuripira ngozi yavashungurudza yemurume wavakauraya.