Update two-kudanana nemukadzi wemunhu -Chief Chinamhora's traditional court
Manass-Chibanda
Subscribe
10,031 views
No description available
Show more
20 Comments
@BigboyChirava-w9u
3 weeks ago
lm very happy kuti Mai avo vanayewo mwana musikana and anotoratidza kare kuti inzenza,zvavarikuitira muroora izvo vachazvionawo vachasangana nazvo
8
@LastZvinavashe
3 weeks ago
Idziii ndodzake kaaa chinamhora munomama chte musamise mise
6
@WatsonKazeze-p5g
3 weeks ago
Mambo vane fair play
5
@Stavo702
3 weeks ago
Mambo is normaly good and straight to the point and decisive but apa vawanza patience . Kupedzerwa nguva namai avo nemhuri yavo
6
@artwellmuza3362
3 weeks ago
Mai avo ndoo vasirikuda muroora zvachose
12
2 replies
@GetrudeShamwarira
3 weeks ago
Mambo munogona kutonga zviri fair. Asi mai avo nevana vawo vane moyo yakaoma. Mwari ngaave navo
3
@salomerice8289
2 weeks ago
Thank you Mambo
@Madubechishongomanjenjenje
3 weeks ago
Mai natete vakabika mbodza vachirongera kuda kuramba muroora. Chikomba chakuramba kuuya coz chikutoziva kuti ama1 aya.
5
@ephertgunja6712
3 weeks ago
Tsano mukuvhara face nekaruoko akoo😅😅😅😅
6
1 reply
@LocadiaMutengu
2 weeks ago
Ava mambo vanonzi chiranga mapenzi🎉🎉🎉
2
@tinashechabaya-t7c
3 weeks ago
Ndatenda hangu ne update ❤
@emmanuelchaza2952
2 weeks ago
Ishe uyo ini handigoneri
@yevakiti
3 weeks ago
Where's my paracetamol akomana ‼️‼️
2
@wadenya1
2 weeks ago
Chinamhora to the Paramount Chief 👏👏👏👏👏👏
@mainatie5164
3 weeks ago
Hands up mai vemusikana, torai mwana muchebgete
@TawandaMuvavari-n9r9p
2 weeks ago
Fair game
@HazelKupakuwana
3 weeks ago
Kkkkkk. Mukuvharirei face nhai mkoma. Mai vako, sisi newe muri mboko.
2
@Reg.0104
3 weeks ago
Channel yakarongeka iyi zvese nedare racho rakarongeka
13
@MabelMakoni
3 weeks ago
Tapinda!
1
@mbuyavaGina
3 weeks ago
Kana usina kana maperembudzi chengetai ka mbolis mu underwear, nhamo ne koitus same WhatsApp group 😂😅😅
4
Details
Related Videos
Comments
Update two-kudanana nemukadzi wemunhu -Chief Chinamhora's traditional court
Manass-Chibanda
Subscribe
10,031 views
No description available
Show more